Genesis 27:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
undogara kwaari mazuʋa mashomanene, kuȿikira shuŋgu dzomukoma wako dzanyarara;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ugare naye kwechinguva kusvikira shungu dzomukoma wako dzaserera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ugare ikoko mazuva akati kuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
undogara kwaari mazuva mashomanana, kusvikira shungu dzomukoma wako dzanyarara;
Shona 2009?
undogara kwaari mazuva mashomanana, kusvikira shungu dzomukoma wako dzanyarara;
Shona SUB 2002 Bible
undogara kwaari mazuva mashomanana, kusvikira shungu dzomukoma wako dzanyarara;