Genesis 27:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rebeka akati kunaIsaka: Ndanetswa noʋupenyu bgaŋgu nokuɗa kwaʋakunda ʋaHeti; kana Jakobo akawana ʋo mukadzi kuʋakunda ʋaHeti, wakaita saiʋaʋa, kuʋakunda ʋenyika ino, ʋupenyu bgaŋgu ʋuŋgandiɓatsirei?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Rabheka akati kuna Isaka, “Ndinosemburwa noupenyu nokuda kwavakadzi vechiHiti ava. Kana Jakobho akatora mukadzi anobva pakati pavakadzi vechiHiti vakaita savava, kurarama kwangu hakungavi namaturo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ribheka akati kuna Isaki, “Vakadzi vechiHiti vandakaroorerwa naEsau vandipfuvisa. Kana Jakobhowo akaroora mukadzi wechiHiti savava ava kuvanasikana vomunyika muno zviri nani zvangu kuti ndife.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rabheka akati kuna Isaka, “Ndanetswa noupenyu hwangu nokuda kwavakunda vaHeti; kana Jakobho akawanawo mukadzi kuvakunda vaHeti, wakaita saivava, kuvakunda venyika ino, upenyu hwangu ungandibatsirei?”
Shona 2009?
Rabheka akati kuna Isaka, "Ndanetswa noupenyu hwangu nokuda kwavakunda vaHeti; kana Jakobho akawanawo mukadzi ku­vakunda vaHeti, wakaita saivava, kuva­kunda venyika ino, upenyu hwangu ungandibatsirei?"
Shona SUB 2002 Bible
Rabheka akati kuna Isaka, “Ndanetswa noupenyu hwangu nokuda kwavakunda VaHeti; kana Jakobho akawanawo mukadzi kuvakunda VaHeti, wakaita saivava, kuvakunda venyika ino, upenyu hwangu ungandibatsirei?”