Genesis 27:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Rebeka wakanzwa Isaka acitaura naEsau, mŋanakomana wake. Esau akaenda kusaŋgo kundovima mhuka, kuti aʋuye nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Rabheka akanga akateerera Isaka paakanga achitaura nomwanakomana wake Esau. Esau akati aenda kusango kuti andovhima mhuka kuti agouya nayo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ribheka akanga akateerera Isaki achitaura naEsau mwanakomana wake. Esau paakaenda musango kundovhima,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Rabheka akanzwa Isaka achitaura naEsau, mwanakomana wake. Esau akaenda kusango kundovhima mhuka, kuti auye nayo.
Shona 2009?
Zvino Rabheka akanzwa Isaka achitaura naEsau, mwanakomana wake. Esau akaenda kusango kundovhima mhuka, kuti auye nayo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Rabheka akanzwa Isaka achitaura naEsau, mwanakomana wake. Esau akaenda kusango kundovhima mhuka, kuti auye nayo.