Genesis 27:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rebeka akataura naJakobo, mŋanakomana wake, akati: Tarira, ndanzwa ɓaɓa ʋako ʋacitaura naEsau, mukoma wako, ʋaciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rabheka akati kumwanakomana wake Jakobho, “Tarira, ndanzwa baba vako vachiti kumukoma wako Esau,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ribheka akataurira Jakobho mwanakomana wake vachiti, “Ndanzwa baba vako vachitaura naEsau mukoma wako vachiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rabheka akataura naJakobho, mwanakomana wake, akati, “Tarira, ndanzwa baba vako vachitaura naEsau, mukoma wako, vachiti,
Shona 2009?
Rabheka aka­taura naJakobho, mwanakomana wake, akati, "Tarira, ndanzwa baba vako va­chitaura naEsau, mukoma wako, vachiti,
Shona SUB 2002 Bible
Rabheka akataura naJakobho, mwanakomana wake, akati, “Tarira, ndanzwa baba vako vachitaura naEsau, mukoma wako, vachiti,