Genesis 27:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nditorere mhuka, undigadzirire nyama yakanaka, kuti ndiidye, ndikuropafadze pamberi paJehova ndisati ndafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
‘Ndivigirewo mhuka ugondigadzirira nyama inonaka kuti ndidye kuitira kuti ndigokupa maropafadzo angu ndisati ndafa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Ndiigire nyama yemhuka ugondigadzirira zvokudya zvakanaka, ndidye ndikupe chikomborero chaTenzi ndisati ndafa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Nditorere mhuka, undigadzirire nyama yakanaka, kuti ndiidye, ndikuropafadze pamberi paJehovha ndisati ndafa.’
Shona 2009?
`Nditorere mhuka, undigadzirire nyama yakanaka, kuti ndiidye, ndikuro­pafadze pamberi paJehovha ndisati ndafa.'
Shona SUB 2002 Bible
‘Nditorere mhuka, undigadzirire nyama yakanaka, kuti ndiidye, ndikuropafadze pamberi paJehovha ndisati ndafa.’