Genesis 27:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋana waŋgu, terera inzwi raŋgu seɀandinokuraira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, chinzwa mwanakomana wangu, nyatsoteerera uye uite zvandinokuudza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino, mwanangu chiteerera zvandava kukuudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mwana wangu, teerera izwi rangu sezvandinokuraira.
Shona 2009?
Zvino mwana wangu, teerera inzwi rangu sezvandinokuraira.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mwana wangu, teerera izwi rangu sezvandinokuraira.