Genesis 28:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Isaka wakaɗana Jakobo, akamuropafadza, akamuraira, akati kwaari: Usawana mukadzi kuʋakunda ʋeKanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Isaka akadana Jakobho uye akamuropafadza akamurayira achiti, “Usawana mukadzi muKenani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaki akadaidza Jakobho akamukomborera ndokumuyambira achiti, “Usaroore mukadzi wechiKanani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Isaka wakadana Jakobho, akamuropafadza, akamuraira, akati kwaari, “Usawana mukadzi kuvakunda veKenani.
Shona 2009?
Zvino Isaka wakadana Jakobho, akamuropafadza, akamuraira, akati kwaari, "Usawana mukadzi kuvakunda veKenani.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Isaka wakadana Jakobho, akamuropafadza, akamuraira, akati kwaari, “Usawana mukadzi kuvakunda veKenani.