Genesis 28:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaȿika paneimŋe nɀimbo, akaʋata’po ʋusiku, nokuti zuʋa rakaŋga raʋira; akatora rimŋe ibge ipapo, akaritsamira, akaʋata pasi ipapo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati asvika pane imwe nzvimbo, akavata ipapo usiku nokuti zuva rakanga ravira. Akatora rimwe ramatombo ipapo, akaritsamira uye akavata.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadokerwa nezuva ave pane imwe nzvimbo akararapo. Ava kurara akatora rimwe ibwe repo akariita mutsago ndokukotsira zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akasvika pane imwe nzvimbo, akavatapo usiku, nokuti zuva rakanga ravira; akatora rimwe ibwe ipapo, akaritsamira, akavata pasi ipapo.
Shona 2009?
akasvika pane imwe nzvimbo, akavatapo usiku, nokuti zuva rakanga ravira; akatora rimwe ibwe ipapo, akaritsamira, akavata pasi ipapo.
Shona SUB 2002 Bible
akasvika pane imwe nzvimbo, akavatapo usiku, nokuti zuva rakanga ravira; akatora rimwe ibwe ipapo, akaritsamira, akavata pasi ipapo.