Genesis 28:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jakobo akapepuka pahope dzake, akati: Ɀirokwaɀo Jehova uri panɀimbo ino, asi ini handina‐kuɀiziʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akati apepuka pahope, akafunga akati, “Zvirokwazvo Jehovha ari panzvimbo ino, uye ndanga ndisingazvizivi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akapepuka muhope akati, “Zvechokwadi Tenzi ari panzvimbo ino asi ini ndanga ndisingazvizivi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jakobho akapepuka pahope dzake, akati, “Zvirokwazvo Jehovha ari panzvimbo ino, asi ini handina kuzviziva.”
Shona 2009?
Ipapo Jako­bho akapepuka pahope dzake, akati, "Zvirokwazvo Jehovha ari panzvimbo ino, asi ini handina kuzviziva."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jakobho akapepuka pahope dzake, akati, “Zvirokwazvo Jehovha ari panzvimbo ino, asi ini handina kuzviziva.”