Genesis 28:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatya, akati: Nɀimbo ino inotyisa seiko! Iyi iimba caiyo yaMŋari, isuʋo rokuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanga achitya uye akati, “Nzvimbo ino inotyisa sei! Iyi imba chaiyo yaMwari; iri ndiro suo rokudenga.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva atya ndokuti, “Inga nzvimbo ino inoera! Imba yaMwari chete, iwoyu ndomusuo wedenga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatya akati, “Nzvimbo ino inotyisa seiko! Iyi imba chaiyo yaMwari, isuo rokudenga.”
Shona 2009?
Akatya akati, "Nzvimbo ino inotyisa seiko! Iyi imba chaiyo yaMwari, isuo rokudenga."
Shona SUB 2002 Bible
Akatya akati, “Nzvimbo ino inotyisa seiko! Iyi imba chaiyo yaMwari, isuwo rokudenga.”