Genesis 28:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simuka ʋende Padani‐arami, kuimba yaBetueri, ɓaɓa ʋamai ʋako, uɀiwanire’ko mukadzi kuʋakunda ʋaRabani, hanɀadzi yamai ʋako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kurumidza uende kuPadhani Aramu kuimba yaBhetueri baba vamai vako. Uzvitorere mukadzi ikoko, kubva pakati pavanasikana vaRabhani, hanzvadzi yamai vako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sumuka uende kuMesopotamia kumusha kwaBhetueri, baba vaamai vako undotsvaka musikana mumhuri yaRabhani, hanzvadzi yaamai vako uroore.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simuka uende Padhanaramu, kuimba yaBhetueri, baba vamai vako, uzviwanire ikoko mukadzi kuvakunda vaRabhani, hanzvadzi yamai vako.
Shona 2009?
Simuka uende Padhanaramu, kuimba yaBhetueri, baba vamai vako, uzviwanire ikoko mukadzi kuvakunda vaRabhani, hanzvadzi yamai vako.
Shona SUB 2002 Bible
Simuka uende Padhani-aramu, kuimba yaBhetueri, baba vamai vako, uzviwanire ikoko mukadzi kuvakunda vaRabhani, hanzvadzi yamai vako.