Genesis 28:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jakobo akapika mhiko, aciti: Kana Mŋari akaʋa neni, akandiceŋgeta panzira yandinoenda, akandipa ɀokudya, ndidye, neɀokufuka, ndifuke;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jakobho akaita mhiko, akati, “Kana Mwari akava neni uye akandichengeta parwendo urwu rwandiri kufamba uye akandipa zvokudya kuti ndidye nenguo dzokupfeka
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho ndokupika nemhiko achiti, “Kana Mwari akava neni akandichengeta parwendo rwangu rwandiri kuenda achindipa chokudya nechokupfeka,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jakobho akapika mhiko achiti, “Kana Mwari akava neni, akandichengeta panzira yandinoenda, akandipa zvokudya, ndidye, nezvokufuka, ndifuke;
Shona 2009?
Ipapo Jakobho akapika mhiko achiti, "Kana Mwari akava neni, akandichengeta panzira yandinoenda, akandipa zvokudya, ndidye, nezvokufuka, ndifuke;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jakobho akapika mhiko achiti, “Kana Mwari akava neni, akandichengeta panzira yandinoenda, akandipa zvokudya, ndidye, nezvokufuka, ndifuke;