Genesis 28:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndikadzokera ɀe norugare kuimba yaɓaɓa ʋaŋgu, Jehova ucaʋa Mŋari waŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ndikadzoka zvakanaka kuimba yababa vangu, ipapo Jehovha achava Mwari wangu
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndichizodzokerazve kumusha kwababa vangu zvakanaka, Tenzi achava Mwari wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndikadzokerazve norugare kuimba yababa vangu, Jehovha achava Mwari wangu;
Shona 2009?
ndikadzokera­zve norugare kuimba yababa vangu, Jehovha achava Mwari wangu;
Shona SUB 2002 Bible
ndikadzokerazve norugare kuimba yababa vangu, Jehovha achava Mwari wangu;