Genesis 28:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neriri ibge, randakamisa rikaʋa shoŋgwe, ricaʋa imba yaMŋari; neɀinhu ɀose ɀamucandipa, ɀirokwaɀo ndicakupai cegumi caɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye dombo iri randamisa sembiru richava imba yaMwari, uye pane zvose zvamuchandipa ndichakupai chegumi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paibwe iri randamisa pano kuti rive ibwe rechiyeuchidzo pachava imba yaMwari. Pazvinhu zvose zvamuchandipa ndichabvisa chegumi chazvo ndichikupai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neiri ibwe, randakamisa rikava shongwe, richava imba yaMwari; nezvinhu zvose zvamuchandipa, zvirokwazvo ndichakupai chegumi chazvo.”
Shona 2009?
neiri ibwe, randakamisa rikava shongwe, richava imba yaMwari; nezvinhu zvose zvamuchandipa, zvirokwazvo ndichakupai chegumi chazvo."
Shona SUB 2002 Bible
neiri ibwe, randakamisa rikava shongwe, richava imba yaMwari; nezvinhu zvose zvamuchandipa, zvirokwazvo ndichakupai chegumi chazvo.”