Genesis 28:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akupe kuropafadzwa kwaAbrahama, iwe, naʋana ʋako pamŋe cete newe; kuti ugare nhaka yenyika maugere uri mutorwa, iyo yakapiwa Abrahama naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngaakupe iwe nezvizvarwa zvako maropafadzo akapiwa kuna Abhurahama, kuitira kuti utore nyika yaugere zvino somutorwa, nyika yakapiwa Abhurahama naMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaakupe chikomborero chaAbhurahamu, iwe nezvizvarwa zvako chokuti uve muridzi wenyika ino yatiri kumboti apa garei tame apa garei yakapiwa Abhurahamu naMwari!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akupe kuropafadzwa kwaAbhurahamu, iwe, navana vako pamwechete newe; kuti ugare nhaka yenyika maugere uri mutorwa, iyo yakapiwa Abhurahamu naMwari.”
Shona 2009?
akupe ku­ropafadzwa kwaAbhurahamu, iwe, na­vana vako pamwechete newe; kuti ugare nhaka yenyika maugere uri mutorwa, iyo yakapiwa Abhurahamu naMwari."
Shona SUB 2002 Bible
akupe kuropafadzwa kwaAbhurahamu, iwe, navana vako pamwechete newe; kuti ugare nhaka yenyika maugere uri mutorwa, iyo yakapiwa Abhurahamu naMwari.”