Genesis 28:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye ɀe, kuti Jakobo wakaterera ɓaɓa ʋake namai ʋake, akaenda Padani‐arami;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kuti Jakobho akateerera baba namai vake uye kuti akanga aenda kuPadhani Aramu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazvizivawo kuti Jakobho akanga ateerera baba naamai vake akaenda kuMesopotamia.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uyezve, kuti Jakobho akateerera baba vake namai vake, akaenda Padhanaramu.
Shona 2009?
uyezve, kuti Jakobho akateerera baba vake namai vake, akaenda Padhanaramu.
Shona SUB 2002 Bible
uyezve, kuti Jakobho akateerera baba vake namai vake, akaenda Padhani-aramu.