Genesis 28:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Esau akaenda kunaIshmaeri, akawedzera kuʋakadzi ʋake, ʋaakaŋga anaʋo, Maharati mukunda waIshmaeri, mŋanakomana waAbrahama, hanɀadzi yaNebayoti, kuti aʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
saka akaenda kuna Ishumaeri akandowana Maharati, hanzvadzi yaNebhayoti mwanasikana waIshumaeri mwanakomana waAbhurahama, kuwedzera pavakadzi vaakanga atova navo kare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akabva aenda kuna Ishimaeri mwanakomana waAbhurahamu, akandoroora Maharati mwana waIshimaeri, hanzvadzi yaNebhayoti achiwedzera pavakadzi vaakanga anavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Esau akaenda kuna Ishimaeri, akawedzera kuvakadzi vake, vaakanga anavo, Maharati mukunda waIshimaeri, mwanakomana waAbhurahamu, hanzvadzi yaNebhayoti, kuti ave mukadzi wake.
Shona 2009?
Esau akaenda kuna Ishimaeri, akawedzera kuvakadzi vake, vaakanga anavo, Maharati mukunda walshimaeri, mwanakomana waAbhurahamu, hanzvadzi yaNebhayoti, kuti ave mukadzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Esau akaenda kuna Ishimaeri, akawedzera kuvakadzi vake, vaakanga anavo, Maharati mukunda waIshimaeri, mwanakomana waAbhurahamu, hanzvadzi yaNebhayoti, kuti ave mukadzi wake.