Genesis 29:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo wakati aciʋona Rakeri, mukunda waRabani, hanɀadzi yamai ʋake, Jakobo akasweɗera, akakuŋgurusa ibge pamuromo wetsime, akanwisa makwai aRabani, hanɀadzi yamai ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akati achiona Rakeri mwanasikana waRabhani, hanzvadzi yamai vake, uye namakwai aRabhani, akaendapo akandokungurutsa ibwe kubva pamuromo wetsime ndokubva anwisa makwai asekuru vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akati achiona Rakeri mwana waRabhani, hanzvadzi yaamai vake, nehwai dzaRabhani sekuru vake, akakungurutsa ibwe pamuromo wetsime, ndokupa hwai dzasekuru vake mvura yokunwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akati achiona Rakeri, mukunda waRabhani, hanzvadzi yamai vake, Jakobho akaswedera, akakungurutsa ibwe pamuromo wetsime, akanwisa makwai aRabhani, hanzvadzi yamai vake.
Shona 2009?
Zvino Jakobho akati achiona Rakeri, mukunda waRabhani, hanzvadzi yamai vake, Jakobho akaswedera, akakungurutsa ibwe pamuromo wetsime, akamwisa makwai aRabhani, hanzvadzi yamai vake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akati achiona Racheri, mukunda waRabhani, hanzvadzi yamai vake, Jakobho akaswedera, akakungurutsa ibwe pamuromo wetsime, akanwisa makwai aRabhani, hanzvadzi yamai vake.