Genesis 29:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rabani akati kwaari: Ɀirokwaɀo uri fupa raŋgu nenyama yaŋgu. Akagara naye mŋedzi wose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kwaari, “Iwe uri nyama yangu neropa rangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rabhani ndokuti, “Iwe uri hama yangu chaiyo! Tiri veropa rimwe chete!” Jakobho akagara nasekuru wake mwedzi wose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rabhani akati kwaari, “Zvirokwazvo uri pfupa rangu renyama yangu.” Akagara naye mwedzi wose.
Shona 2009?
Rabhani akati kwaari, "Zvirokwazvo uri pfupa rangu renyama yangu." Aka­gara naye mwedzi wose.
Shona SUB 2002 Bible
Rabhani akati kwaari, “Zvirokwazvo uri pfupa rangu renyama yangu.” Akagara naye mwedzi wose.