Genesis 29:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Rabani akati kunaJakobo: Ko uŋgandiɓatira usiŋgapiwi muɓairo, nokuti uri hama yaŋgu here — Ndiʋudze kuti muɓairo wako uʋe weiko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rabhani akati kwaari, “Ungandishandira usingapuwi mubayiro nokuda kwokuti uri hama yangu here? Ndiudze kuti mubayiro wako unofanira kuva chii?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rabhani akazoti kuna Jakobho, “Kunyange zvazvo uri hama yangu, ndopaungandishandire here pasina chaunowana? Chindiudza kuti ndokupawo pakadii.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Rabhani akati kuna Jakobho, “Ko ungandibatira usingapiwi mubayiro, nokuti uri hama yangu here? Ndiudze kuti mubayiro wako uve weiko.”
Shona 2009?
Zvino Ra­bhani akati kuna Jakobho, "Ko unga­ndibatira usingapiwi mubayiro, nokuti uri hama yangu here? Ndiudze kuti mubayiro wako uve weiko."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Rabhani akati kuna Jakobho, “Ko ungandibatira usingapiwi mubairo, nokuti uri hama yangu here? Ndiudze kuti mubairo wako uve weiko.”