Genesis 29:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Rabani wakaŋga anaʋakunda ʋaʋiri; zita romukuru rakaŋga riri Rea, nezita romuɗuku Rakeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Rabhani akanga ana vanasikana vaviri; zita romukuru rainzi Rea uye zita romuduku rainzi Rakeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Rabhani aiva navanasikana vake vaviri, mukuru ainzi Rea, muduku achinzi Rakeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Rabhani akanga ana vakunda vaviri; zita romukuru rakanga riri Rea, nezita romuduku Rakeri.
Shona 2009?
Zvino Rabhani akanga ana vakunda vaviri; zita romukuru rakanga riri Rea, nezita romuduku Rakeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Rabhani akanga ana vakunda vaviri; zita romukuru rakanga riri Rea, nezita romuduku Racheri.