Genesis 29:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rabani akati kwaari: Ɀirinani kuti ndimupe iwe, ndirege kumupa mumŋe murume; gara hako neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rabhani akati, “Zviri nani kuti ndimupe kwauri pano kumupa kuno mumwewo murume. Chigara hako pano neni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rabhani ndokuti, “Zviri nani kuti ndimupe zvangu kwauri pane kumupa kune mumwewo murume.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rabhani akati kwaari, “Zviri nani kuti ndimupe iwe, ndirege kumupa mumwe murume; gara hako neni.”
Shona 2009?
Rabhani akati kwaari, "Zviri nani kuti ndimupe iwe, ndirege kumupa mumwe murume; gara hako neni."
Shona SUB 2002 Bible
Rabhani akati kwaari, “Zviri nani kuti ndimupe iwe, ndirege kumupa mumwe murume; gara hako neni.”