Genesis 29:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo akati kunaRabani: Ndipei mukadzi waŋgu, nokuti mazuʋa aŋgu aȿika, kuti ndipinde kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jakobho akati kuna Rabhani, “Ndipei mukadzi wangu. Nguva yangu yakwana uye ndinoda kuvata naye.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akazoti kuna Rabhani, “Chindipaiwo mukadzi wangu ndichipinda naye mumba nokuti mazuva atakatarirana akwana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akati kuna Rabhani, “Ndipei mukadzi wangu, nokuti mazuva angu asvika, kuti ndipinde kwaari.”
Shona 2009?
Zvino Jakobho akati kuna Rabhani, "Ndipei mukadzi wangu, nokuti mazuva angu asvika, kuti ndipinde kwaari."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akati kuna Rabhani, “Ndipei mukadzi wangu, nokuti mazuva angu asvika, kuti ndipinde kwaari.”