Genesis 29:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kuzoti aʋa maɗeko, akatora Rea, mukunda wake, akamuisa kwaari; iye akapinda kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi akati ava madekwana, iye akatora mwanasikana wake Rea akamupa kuna Jakobho, uye Jakobho akavata naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati ava manheru, Rabhani akaenda naRea akandomupereka kuna Jakobho akabva azivana naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kuzoti ava madeko, akatora Rea, mukunda wake, akamuisa kwaari; iye akapinda kwaari.
Shona 2009?
Zvino kuzoti ava madeko, akatora Rea, mukunda wake, akamuisa kwaari; iye akapinda kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kuzoti ava madeko, akatora Rea, mukunda wake, akamuisa kwaari; iye akapinda kwaari.