Genesis 29:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rabani akapa Rea, mukunda wake, Zirpa, murandakadzi wake, kuti aʋe mushandiri wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Rabhani akapa Ziripa murandakadzi wake kumwanasikana wake kuti ave mushandi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rabhani akapa muranda wake wechikadzi ainzi Ziripa kuna Rea kuti ave muranda wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rabhani akapa Rea, mukunda wake Ziripa, murandakadzi wake, kuti ave mushandiri wake.
Shona 2009?
Rabhani akapa Rea, mukunda wake Ziripa, murandakadzi wake, kuti ave mushandiri wake.
Shona SUB 2002 Bible
Rabhani akapa Rea, mukunda wake Ziripa, murandakadzi wake, kuti ave mushandiri wake.