Genesis 29:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino maŋgwana akaʋona kuti ndiRea; akati kunaRabani: Cinyiko ici cawandiitira — Handina‐kukuɓatira pamsoro paRakeri here — Wandinyeŋgedzera seiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwakati kwaedza mangwanani wanei ndiRea! Saka Jakobho akati kuna Rabhani, “Chiiko ichi chamaita kwandiri? Ndakashandira Rakeri, handizvo here? Seiko mandinyengera?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti kwaedza, Jakobho akatarisa akaona kuti ndiRea. Jakobho akati kuna Rabhani, “Ko ndicho chiiko ichochi chamandiitira? Handiti Rakeri ndiye wandakaitira ugariri? Zvino mandinyengedzerei kudai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mangwana akaona kuti ndiRea; akati kuna Rabhani, “Chiiko ichi chawandiitira? Handina kukubatira pamusoro paRakeri here? Wandinyengedzera seiko?”
Shona 2009?
Zvino mangwana akaona kuti ndiRea; akati kuna Rabhani, "Chiiko ichi chawandiitira? Handina kukubatira pamusoro paRakeri here? Wandinyengedzera seiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mangwana akaona kuti ndiRea; akati kuna Rabhani, “Chiiko ichi chawandiitira? Handina kukubatira pamusoro paRacheri here? Wandinyengedzera seiko?”