Genesis 29:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rabani akati: Hakunzarwo ʋuno kweɗu, kuti munuŋuna ataŋge kuwaniswa, mukuru acigere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rabhani akapindura akati, “Haisi tsika yedu kuno kuti mwanasikana muduku atange kuwanikwa mukuru achigere kuwanikwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rabhani ndokuti, “Kuno kwedu hazviitwe kuti muduku aroorwe dangwe richigere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rabhani akati, “Hakunzarwo kuno kwedu, kuti mun'una atange kuwaniswa, mukuru achigere.
Shona 2009?
Rabhani akati, "Hakunzarwo kuno kwedu, kuti munun'una atange kuwaniswa, mukuru achigere.
Shona SUB 2002 Bible
Rabhani akati, “Hakunzarwo kuno kwedu, kuti munun'una atange kuwaniswa, mukuru achigere.