Genesis 29:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jakobo akaita saiɀoɀo, akapedza viki yewaniso naye; akamupa Rakeri, mukunda wake, kuti aʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Jakobho akaita saizvozvo. Akapedza vhiki naRea, uye ipapo Rabhani akamupa mwanasikana wake Rakeri kuti ave mukadzi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akabvuma akapedza svondo iroro naRea, Rabhani akazomupawo Rakeri kuti ave mudzimai wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jakobho akaita saizvozvo, akapedza vhiki yewaniso naye; akamupa Rakeri, mukunda wake, kuti ave mukadzi wake.
Shona 2009?
Jakobho akaita saizvozvo, akapedza vhiki yewaniso naye; akamupa Rakeri, mukunda wake, kuti ave mukadzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Jakobho akaita saizvozvo, akapedza vhiki yewaniso naye; akamupa Racheri, mukunda wake, kuti ave mukadzi wake.