Genesis 29:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndipapo paiʋuŋgana mapoka ose; ɀino ʋaikuŋgurusa ibge pamuromo wetsime, ʋakanwisa makwai aʋo, ʋacidzosera ɀe ibge pamuromo wetsime paʋugaro bgaro;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapoka ose aiti aungana ipapo, vafudzi vaikungurutsa ibwe kubva pamuromo wetsime vachinwisa makwai avo. Ipapo vaizodzorera ibwe panzvimbo yaro, ipo pamuromo wetsime.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vafudzi vaiti kana zvipfuwo zvavapo zvose, vaikungurutsa ibwe riya pamuromo wetsime, vopa hwai dzavo mvura yokunwa, vozodzosera ibwe riya pakare pamuromo wetsime.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndipapo paiungana mapoka ose; zvino vaikungurutsa ibwe pamuromo wetsime, vakanwisa makwai avo, vachidzoserazve ibwe pamuromo wetsime paugaro hwaro.
Shona 2009?
Ndipapo paiungana mapoka ose; zvino vaikungurutsa ibwe pamuromo wetsime, vakamwisa makwai avo, vachidzoserazve ibwe pamuromo wetsime paugaro hwaro.
Shona SUB 2002 Bible
Ndipapo paiungana mapoka ose; zvino vaikungurutsa ibwe pamuromo wetsime, vakanwisa makwai avo, vachidzoserazve ibwe pamuromo wetsime paugaro hwaro.