Genesis 29:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova wakaʋona kuti Rea wakaŋga asiŋgaɗikanwi, akamuɓerekesa; asi Rakeri wakaŋga asiŋgaɓereki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati aona kuti Rea akanga asingadikanwi, akazarura chizvaro chake, asi Rakeri akanga asingabereki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akaona kuti Rea aivengwa ndokubva amupa mbereko, asi Rakeri akanga asina mbereko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akaona kuti Rea akanga asingadikanwi, akamuberekesa; asi Rakeri akanga asingabereki.
Shona 2009?
Zvino Jehovha akaona kuti Rea akanga asingadikamwi, akamuberekesa; asi Rakeri akanga asingabereki.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akaona kuti Rea akanga asingadikanwi, akamuberekesa; asi Racheri akanga asingabereki.