Genesis 29:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rea akaʋa nemimba, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Rubeni; nokuti wakati: Jehova wakaʋona ɗambudziko raŋgu; nokuti ɀino murume waŋgu ucandiɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rea akava nemimba uye akabereka mwanakomana. Akamutumidza zita rokuti Rubheni, nokuti akati, “Jehovha akaona kutambudzika kwangu. Zvirokwazvo murume wangu achandida zvino.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rea akava napamuviri akabereka mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Rubheni achiti, “Tenzi aonawo nhamo yangu! Zvino murume wangu achandidawo kwazvo!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rea akava nemimba, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Rubheni; nokuti wakati, “Jehovha akaona dambudziko rangu; nokuti zvino murume wangu achandida.”
Shona 2009?
Rea akava nemimba, akabereka mwanako­mana, akamutumidza zita rinonzi Ru­bheni; nokuti wakati, "Jehovha akaona dambudziko rangu; nokuti zvino murume wangu achandida."
Shona SUB 2002 Bible
Rea akava nemimba, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Rubheni; nokuti wakati, “Jehovha akaona dambudziko rangu; nokuti zvino murume wangu achandida.”