Genesis 29:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋa nemimba ɀe, akaɓereka mŋanakomana, akati: Jehova wakanzwa kuti handiɗikanwi, naiɀoɀo wakandipa ʋo uyu; akamutumidza zita rinonzi Simeoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabatazve pamwe pamuviri, uye akati abereka mwanakomana, akati, “Nokuti Jehovha akanzwa kuti handidikanwi, akandipa uyuzve.” Saka akamutumidza kuti Simeoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rea akavazve napamuviri akabereka mwana mukomana akati, “Tenzi anzwa kuti ndinovengwa saka andipazve mwana mukomana uyu.” Akamutumidza zita rokuti Simeoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akati, “Jehovha akanzwa kuti handidikanwi, naizvozvo akandipawo uyu;” akamutumidza zita rinonzi Simeoni.
Shona 2009?
Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akati, "Jehovha akanzwa kuti handidikamwi, naizvozvo akandipawo uyu;" akamutumidza zita rinonzi Simiyoni.
Shona SUB 2002 Bible
Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akati, “Jehovha akanzwa kuti handidikanwi, naizvozvo akandipawo uyu;” akamutumidza zita rinonzi Simioni.