Genesis 29:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋa nemimba ɀe, akaɓereka mŋanakomana, akati: Ɀino ŋguʋa ino murume waŋgu ucandinamatira, nokuti ndamuɓerekera ʋanakomana ʋatatu; naiɀoɀo zita rake rakanzi Revi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabatazve pamwe pamuviri uye akati abereka mwanakomana, akati, “Zvino pakupedzisira murume wangu achabatanidzwa neni, nokuti, ndamuberekera vanakomana vatatu.” Saka akamutumidza zita rokuti Revhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rea akava napamuviri zvakare akabereka mwana mukomana akati, “Rwendo runo murume wangu achandida nokuti ndamuberekera vana vakomana ava vatatu.” Saka vakamutumidza zita rokuti Revhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akati, “Zvino nguva ino murume wangu achandinamatira, nokuti ndamuberekera vanakomana vatatu;” naizvozvo zita rake rakanzi Revhi.
Shona 2009?
Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akati, "Zvino nguva ino murume wangu achandinamatira, nokuti ndamuberekera vanakomana vatatu;" naizvozvo zita rake rakanzi Revhi.
Shona SUB 2002 Bible
Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akati, “Zvino nguva ino murume wangu achandinamatira, nokuti ndamuberekera vanakomana vatatu;” naizvozvo zita rake rakanzi Revhi.