Genesis 29:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋa nemimba ɀe, akaɓereka mŋanakomana, akati: Ŋguʋa ino ndicarumbidza Jehova; naiɀoɀo wakamutumidza zita rinonzi Juda; akaguma kuɓereka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabatazve pamwe pamuviri uye paakabereka mwanakomana, akati, “Nguva ino ndicharumbidza Jehovha.” Saka akamutumidza zita rokuti Judha. Ipapo akaguma kubereka vana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rea akavazve napamuviri akabereka mwana mukomana akati, “Zvino ndochirumbidza Tenzi.” Saka akamutumidza zita rokuti Judha. Ndokubva amira kubereka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akati, “Nguva ino ndicharumbidza Jehovha;” naizvozvo akamutumidza zita rinonzi Judha; akaguma kubereka.
Shona 2009?
Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akati, "Nguva ino ndicharumbidza Jehovha;" naizvozvo akamutumidza zita rinonzi Judha; akaguma kubereka.
Shona SUB 2002 Bible
Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akati, “Nguva ino ndicharumbidza Jehovha;” naizvozvo akamutumidza zita rinonzi Judha; akaguma kubereka.