Genesis 29:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jakobo akati kwaʋari: Hama dzaŋgu, mabvepiko — Iʋo ʋakati: Tabva Harani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akabvunza vafudzi akati, “Mabvepiko, hama dzangu?” Ivo vakapindura vakati, “Tabva kuHarani.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akabvunza vafudzi kuti, “Ko, munobva kupiko nhai hama dzangu?” Vakati, “Tinobva kuHarani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jakobho akati kwavari, “Hama dzangu, mabvepiko?” Ivo vakati, “Tabva Harani.”
Shona 2009?
Jakobho akati kwavari, "Hama dzangu, mabvepiko?" Ivo vakati, "Tabva Harani. "
Shona SUB 2002 Bible
Jakobho akati kwavari, “Hama dzangu, mabvepiko?” Ivo vakati, “Tabva Harani.”