Genesis 29:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaʋari: Munoziʋa Rabani, mŋanakomana waNahori, here — Ʋakati: Tinomuziʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati kwavari, “Munoziva Rabhani, muzukuru waNahori here?” Vakapindura vakati, “Hongu, tinomuziva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho ndokuti, “Ko munozivawo here Rabhani mwana wokwaNahori?” Ivo vakati, “Tinomuziva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwavari, “Munoziva Rabhani, mwanakomana waNahori, here?” Vakati, “Tinomuziva.”
Shona 2009?
Iye akati kwavari, "Munoziva Ra­bhani, mwanakomana waNahori, here?" Vakati, "Tinomuziva."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwavari, “Munoziva Rabhani, mwanakomana waNahori, here?” Vakati, “Tinomuziva.”