Genesis 29:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Wakafara here — Iʋo ʋakati: Wakafara hake; hoyo Rakeri mukunda wake, woʋuya namakwai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jakobho akavabvunza akati, “Anofara here?” Ivo vakati, “Hongu, anofara uye hoyo mwanasikana wake Rakeri ari kuuya namakwai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwavari, “Akadii zvake?” Ivo vakati, “Aripo zvake! Mwanasikana wake, Rakeri ndiye uyo ari kuuya nehwai uyo!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Wakafara here?” Ivo vakati, “Wakafara hake; hoyo Rakeri mukunda wake, wouya namakwai.”
Shona 2009?
Akati kwavari, "Wakafara here?" Ivo vakati, "Wakafara hake; hoyo Rakeri mukunda wake, wouya namakwai."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Unofara here?” Ivo vakati, “Unofara hake; hoyo Racheri mukunda wake, wouya namakwai.”