Genesis 29:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati acataura naʋo, Rakeri akaȿika namakwai aɓaɓa ʋake, nokuti ndiye waiʋa mufudzi wawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakanga achiri kutaura navo, Rakeri akasvika namakwai ababa vake, nokuti akanga ari mufudzikadzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achingunotaura kudaro navarume vaye, Rakeri akasvika nehwai dzababa vake nokuti ndiye aiva mufudzi wadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati achiri kutaura navo, Rakeri akasvika namakwai ababa vake, nokuti ndiye aiva mufudzi wawo.
Shona 2009?
Akati achiri kutaura navo, Rakeri akasvika namakwai ababa vake, nokuti ndiye aiva mufudzi wawo.
Shona SUB 2002 Bible
Akati achiri kutaura navo, Racheri akasvika namakwai ababa vake, nokuti ndiye aiva mufudzi wawo.