Genesis 3:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu akati: Mukadzi wamakandipa kuti aʋe neni, ndiye wakandipa ɀomuti ndikadya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murume akati, “Mukadzi wamakandipa kuno kuti ave neni, ndiye andipa mumwe muchero womuti, uye ini ndikadya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Adhamu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ndive naye, ndiye andipa muchero womuti iwoyo ndikadya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ave neni, ndiye wakandipa zvomuti ndikadya.”
Shona 2009?
Munhu akati, "Mukadzi wamakandipa kuti ave neni, ndiye wakandipa zvomuti ndikadya."
Shona SUB 2002 Bible
Munhu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ave neni, ndiye wakandipa zvomuti ndikadya.”