Genesis 3:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari akati kumukadzi: Cinyiko ico cawaita? Mukadzi akati: Nyoka yakandinyeŋgera, ndikadya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha Mwari akati kumukadzi, “Chiiko ichi chawaita?” Mukadzi akati, “Nyoka yandinyengera, ndikadya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari Tenzi akabvunza mukadzi achiti, “Chii chawaita ichochi?” Mukadzi akati, “Nyoka ndiyo yandifurira ndikabva ndadya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari akati kumukadzi, “Chiiko icho chawakaita?” Mukadzi akati, “Nyoka yakandinyengera, ndikadya.”
Shona 2009?
Jehovha Mwari akati kumukadzi, "Chiiko icho chawakaita?" Mukadzi akati, "Nyoka yakandinyengera, ndikadya."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari akati kumukadzi, “Chiiko icho chawakaita?” Mukadzi akati, “Nyoka yakandinyengera, ndikadya.”