Genesis 3:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
icakuɓerekera minzwa noʋutumbambeʋa; iwe ucadya miriʋo yomusaŋgo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Richakuberekera minzwa norukato, uye uchadya miriwo yomusango.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika ichamera minzwa norukato. Iwe uchadya zvokudya zvomusango.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ichakuberekera minzwa norukato, iwe uchadya miriwo yomusango;
Shona 2009?
ichakubere­kera mhinzwa norukato, iwe uchadya mi­riwo yomusango;
Shona SUB 2002 Bible
ichakuberekera minzwa norukato, iwe uchadya miriwo yomusango;