Genesis 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi akati kunyoka; Tiŋgadya heɗu micero yemiti pamunda,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi akati kunyoka, “Tingadya hedu michero inobva mumiti iri mubindu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi akati, “Isu tingadye zvedu michero yose yemiti iri mubindu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi akati kunyoka, “Tingadya hedu michero yemiti pamunda,
Shona 2009?
Mukadzi akati kunyoka, "Tingadya hedu michero yemiti pamunda,
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi akati kunyoka, “Tingadya hedu michero yemiti pamunda,