Genesis 3:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari akaitira munhu nomukadzi wake ŋguʋo dzamatebge, akaʋafukidza idzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Mwari akaitira Adhamu nomukadzi wake nguo dzamatehwe uye akavafukidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari Tenzi akaitira Adhamu nomukadzi wake nguwo dzamatehwe ndokuvapfekedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari akaitira munhu nomukadzi wake nguo dzamatehwe, akavafukidza nadzo.
Shona 2009?
Jehovha Mwari akaitira munhu nomukadzi wake nguvo dzamatehwe, akavafukidza nadzo.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari akaitira munhu nomukadzi wake nguo dzamatehwe, akavafukidza nadzo.