Genesis 3:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Jehova Mŋari akamuɓuɗisa mumunda weEdeni, kuti arime ivu raakatorwa kwariri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Jehovha Mwari akamudzinga mubindu reEdheni kuti arime ivhu raakatorwa kwariri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Mwari Tenzi akamudzinga mubindu reEdheni kuti andorima muvhu muya maakabva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Jehovha Mwari akamubudisa mumunda weEdheni, kuti arime ivhu raakatorwa kwariri.
Shona 2009?
Naizvozvo Jehovha Mwari akamubudisa mumunda weEdheni, kuti arime ivhu raakatorwa kwariri.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Jehovha Mwari akamubudisa mumunda weEdheni, kuti arime ivhu raakatorwa kwariri.