Genesis 3:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari akaɗana munhu, akati kwaari: Uripiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jehovha Mwari akadana murume akati, “Uripiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mwari Tenzi akadaidza Adhamu achiti, “Uri kupiko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari akadana munhu, akati kwaari, “Uripiko?”
Shona 2009?
Jehovha Mwari akadana munhu, akati kwaari, "Uripiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari akadana munhu, akati kwaari, “Uripiko?”