Genesis 30:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Rakeri wakati aciʋona kuti haaɓerekeri Jakobo ʋana, Rakeri akagoɗora mukoma wake, akati kunaJakobo: Ndipe ʋana; kana usiŋgandipi, ndicafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rakeri akati aona kuti akanga asingaberekeri Jakobho vana, akaitira mukoma wake godo. Saka akati kuna Jakobho, “Ndipe vana, kana zvikasadaro ndichafa!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rakeri paakaona kuti haasi kuberekera Jakobho vana, akaitira mukoma wake shanje. Akanyunyutira Jakobho achiti, “Ndipeiwo mwana. Kana ukasandipa zviri nani kuti ndife zvangu!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Rakeri akati achiona kuti haaberekeri Jakobho vana, Rakeri akagodora mukoma wake, akati kuna Jakobho, “Ndipe vana; kana usingandipi, ndichafa.”
Shona 2009?
Zvino Rakeri akati achiona kuti haaberekeri Jakobho vana, Rakeri akagodora mukoma wake, akati kuna Jakobho, "ndipe vana; kana usingandipi, ndichafa."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Racheri akati achiona kuti haaberekeri Jakobho vana, Racheri akagodora mukoma wake, akati kuna Jakobho, “Ndipe vana; kana usingandipi, ndichafa.”