Genesis 30:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zirpa, murandakadzi waRea, akaɓerekera Jakobo mŋanakomana wecipiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ziripa murandakadzi waRea akaberekera Jakobho mwanakomana wechipiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ziripa, muranda waRea akaberekera Jakobho mwana mukomana wechipiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ziripa, murandakadzi waRea, akaberekera Jakobho mwanakomana wechipiri.
Shona 2009?
Zi­ripa, murandakadzi waRea, akaberekera Jakobho mwanakomana wechipiri.
Shona SUB 2002 Bible
Ziripa, murandakadzi waRea, akaberekera Jakobho mwanakomana wechipiri.