Genesis 30:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Rubeni wakaenda pamazuʋa okuceka ɀiyo, akandowana micero yomududayi kusaŋgo, akaʋuya nayo kunamai ʋake Rea. Rakeri akati kunaRea: Ƌondipa ʋo micero yomʋdudayi yomŋanakomana wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva yokuchekwa kwegorosi, Rubheni akabuda akaenda musango akandowana mamandiraki, akauya nawo kuna mai vake Rea, Rakeri akati kuna Rea, “Ndapota dondipawo mamwe mamandiraki omwanakomana wako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rimwe zuva panguva yokukohwa koroni, Rubheni akandotanha michero musango akauya nayo kuna amai vake Rea. Rakeri vakati kuna Rea, “Dondipaiwo michero yomwana wako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Rubheni akaenda pamazuva okucheka zviyo, akandowana michero kusango, akauya nayo kuna mai vake Rea. Rakeri akati kuna Rea, “Dondipawo michero yomwanakomana wako.”
Shona 2009?
Zvino Rubheni akaenda pamazuva okukohwa zviyo, akandowana michero kusango, akauya nayo kuna mai vake Rea. Rakeri akati kuna Rea, "Dondipawo michero yomwanakomana wako."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Rubheni akaenda pamazuva okucheka zviyo, akandowana michero kusango, akauya nayo kuna mai vake Rea. Racheri akati kuna Rea, “Dondipawo michero yomwanakomana wako.”