Genesis 30:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo wakati obva kusaŋgo maɗeko, Rea akaɓuɗa kundosoŋgana naye, akati: Unofanira kupinda kwandiri; nokuti ndakakuteŋga nemicero yomududayi yomŋanakomana waŋgu. Akaʋata naye ʋusiku ubgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Jakobho akati achisvika kubva kusango manheru iwayo, Rea akabuda kundomuchingamidza. Iye akati kwaari, “Unofanira kuvata neni iwe. Ndakutenga nemamandiraki omwanakomana wangu.” Saka akavata naye usiku ihwohwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ava manheru, Jakobho paakauya achibva kumafuro, Rea akandomutambira akati, “Nhasi unofanira kuuya kumba kwangu nokuti ndakubvisira muripo wemichero yomwana wangu.” Jakobho akabva andorara kwaRea usiku ihwohwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akati obva kusango madeko, Rea akabuda kundosangana naye, akati, “Unofanira kupinda kwandiri, nokuti ndakakutenga nemichero yomwanakomana wangu.” Akavata naye usiku ihwohwo.
Shona 2009?
Zvino Jakobho akati obva kusango madeko, Rea akabuda kundosangana naye, akati, "Unofanira kupinda kwa­ndiri, nokuti ndakakutenga nemichero yomwanakomana wangu." Akavata naye usiku ihwohwo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akati obva kusango madeko, Rea akabuda kundosangana naye, akati, “Unofanira kupinda kwandiri, nokuti ndakakutenga nemichero yomwanakomana wangu.” Akavata naye usiku ihwohwo.