Genesis 30:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rea akati: Mŋari wakandipa muɓairo waŋgu, nokuti ndakapa murandakadzi waŋgu murume waŋgu; akamutumidza zita rinonzi Isakari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Rea akati, “Mwari akandipa mubayiro nokuda kwokupa murandakadzi wangu kumurume wangu.” Saka akamutumidza zita rokuti Isakari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rea akati, “Mwari andipa mubayiro wangu nokuti ndakapa murume wangu muranda wangu.” Nezvo akamutumidza zita rokuti Isakari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rea akati, “Mwari akandipa mubayiro wangu, nokuti ndakapa murandakadzi wangu murume wangu;” akamutumidza zita rinonzi Isakari.
Shona 2009?
Rea akati, "Mwari akandipa mubayiro wangu, nokuti ndakapa murandakadzi wangu murume wangu;" akamutumidza zita rinonzi Isakari.
Shona SUB 2002 Bible
Rea akati, “Mwari akandipa mubairo wangu, nokuti ndakapa murandakadzi wangu murume wangu;” akamutumidza zita rinonzi Isakari.